1.Kune nzira dzemasoja
dzekuzvibata nadzo
tererai mitemo yose
nenzira dzakanaka
2. Tisava tinotora
Zvinhu zve mass yedu
Dzoserai Zvinhu zvose
Zvatorwa kumuvengi
3. Taurai zvinetsika
Kuruzhinj rwevanhu
Kuti mass inzwisise
Zvakananga musangano
4. Bhadharai zvamunotenga
Nenzira dzakanaka
Mudzosere zvinhu zvose
Zvamunenge matora
5. Tisaita Zvehupombwe
Muhondo yechimurenga
Tisanetse Vasungwa
Vatinenge tabata
6. Aya ndiwo mashoko
Akataurwa Kare
Naivo Va Mao
Vachitidzidzisa
No comments:
Post a Comment